SAMANYANGA. retweeted
Illuminati, sugar mamas and all those free money avenues stopped working when it was our time to enjoy
SAMANYANGA. retweeted
🚨 𝗗𝗜𝗗 𝗬𝗢𝗨 𝗞𝗡𝗢𝗪: Pep Guardiola is a global ambassador of the City Football Group.
He remains closely linked to Manchester City despite leaving the manager position.
SAMANYANGA. retweeted
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kanyika kanonzi Zimbabwe Kano stresser mwari 🤣🙌 manzi Memo 🔥 musadaro boiz
SAMANYANGA. retweeted
Finally got my special one whom i want to annoy for the rest of my life. She said YES 💍🤍❤️ – at Harare, Zimbabwe
SAMANYANGA. retweeted
Replying to @Zvoutete14
To me , rombe munhu anoprioritizer zvinhu zvisina kukosha panguva iyoyo , zvinoita kuti hupenyu hwake pasave ne progress
Eg . Ukamupa $10, anogona kutoti rega titenge chibhodhoro timwe asi magetsi apera paden . Or ane $4 otenga 2 piecer ozosvika paden oti haa hapana mafuta . Or wowanawo dollar , wotenga skunk iwe usina mapata pata
So having said that , rombe rinogona futi kutoita millionaire asi richitenga zvinhu zvisina kufanira panguva iyoyo .
SAMANYANGA. retweeted
So basically idea ye Twitter ndeyekungotanga kutaura wega hako kusvika pazoita vamwe vadairira nyaya dzako?





























