Pinned Tweet
Spotify just deleted 75 million AI songs off its platform. 👏🏽👏🏽👏🏽
Readers added context they thought people might want to know
This is based on a September 2025 Spotify announcement that it removed over 75 million spammy tracks in the past year due to AI-enabled spam and fraud. Spotify has not announced deleting 75 million AI songs recently and permits AI music that meets its guidelines.
newsroom.spotify.com/2025-09-25/spo…
musicbusinessworldwide.com/spotify-has-de…
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
"Nyika yakaoma guys i overheard conversation yemumwe muface so naHR wedu hanzi nemuface iyeye chingonditsvagirai chero pamandiisa mukoma,hanzi kana zvichiita ndinomboshanda zve 1 months musingandipe pay"
Guys ndanzwa tsitsi 🥹
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
"I know this guy anogona bhora kumaraini kwangu wandinonamatira kuti dai aramba achitambira kumaraini kwedu coz akaenda England zvekuzomuona ndiri kubhawa maya"😂
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
New problems coming into my life as soon as I'm done with the old ones😭😭😭😭
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
"Nhasi handisi kuuya kunoona bhora,kumaraini kwangu kwanetsa mbavha zvinhu zvingabiwe"😂
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
"Hello amai udzai Taku auye nengoro baba Tanaka vakutadza kufamba nebhutsu iye"😂
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
Unozongozvifadza nekuti but wangu angadaro here but kafungwa kekuti iyi position yashagwa na madam haana kuidzidzisiwa ku China but nechikomba.
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
The worst clients one can get are those who run grocery and butchery shops in ghettos. When it comes to paying for services they come up with a lot of excuses.
_ murungu haapo
_ nhasi kwanga kusina business
_ nhasi kanzuru yambovuya
Not sure why they do that,unosvika pakuneta.
TheeLionessZw🦁🇿🇼 retweeted
"Kutoona ex wako achibudirira in life itori imwe type ye heartbreak iyoyo"😂































