Ronald Dube retweeted
Panana Thuli nana Mbali ndakasiiwa, kukauya vana Zhezheda ndikasiiwa futi, now makundibvisa pama close friends ku WhatsApp uko, l think ndini ndiri kungoita nharo🤔
Ronald Dube retweeted
Ndoda kutora nguva ino kutenda mwari nemukomana wangu asina basa zvese nenguva yekutamba magame 🙏.
Ronald Dube retweeted
Hapana chakaipa kuroora mukadzi akambogara nemurume, problem inozotanga kana matsamwisana okuti "handina kuzivira murume pauri "😭
Ronald Dube retweeted
If you have students on attachment in your office, please buy them lunch once in a while.Mari dzamuri kuwapa hadzikwani 😭🙏🏻
Ronald Dube retweeted
Bring those handles and we follow each other guys🔥🔥🔥👊
Follow @bigcash_zw for a QUICK follow back💯
Ronald Dube retweeted
I need a new job , Monday to Friday , good salary and healthy working environment. 🥲🕯️🕯️🕯️
Ronald Dube retweeted
Wangu yakashata stress
Moyo uri fragile, rakazara crate Love inotofaya until wabata ma texts
Love inokukanya until wapwanya ma plates
Kana zvakutodaro wangu passer mwana space😭



























