Replying to @HASafaris
Road iri kuurawa nematrucks ekumamaini ari kuita Mari, anofanira kubvisa more badzi
2
59
Replying to @zsetech
Ndorinoswa Mari neve kubasa, no sms notifications kuti yapinda, uka withdrawal haitaure mari yasara, no loans nothing, macharges 20 usd every month pamari isingasvike 400, useless bank, Dai ndakanzi tsvaga wega bank, my last choice, ma ATM anoita offline papayday馃檮
2
84
Replying to @Vic_Falls_Live
Muri kujaidza machina, marasha anouya kunorton kubva kuHwange neroad apa train ichipfuura nepaNorton pama China pacho, truck rese remain ngaribhadhare kana 50 PA every tollgate
205
Replying to @TheShonaQueen
Chikuru kuona kuti ini handiite zvakaita, vamwe vakanyora bhaibheri zvikavadhakwira asi vakanzwa vakapinda, I ini ndicharoora wandakaisa chigunwe
25
Replying to @BossPamz_157kw @InnoeMachizy
Wakambofamba ne cdi here or 330d unofunga kuti torque is everything pamota, ndivo vakatanga kubva Kuma 2000 kwanga kune c220 cdi c270 cdi hava kundwe nemazda yakauya zuro iyi. Plus pasi pemuti panogadzirwa benzi, tenga German wangu
1
28
Replying to @TraceyMachona
Dai uri kuno ndozvawaingoitawo, muafrica kuramba Murume kupedza nguva, unozongoenda pa tach line or kuita second wife kwaunoroorwa ikoko
1
2
219
