Tait_Mutes retweeted
Let's unite Zimbabwe, Malawi, Tanzania and Congo and our great nation will be (ZIMATACO) if we can add Zambia and Kenya it's going to be (ZIMATACOZAKE)
Tait_Mutes retweeted
Mu Weekend umu ndakapihwawo transport nevamwe jahman vanonzi Penzura , saka ndakudzika door ravo rairamba kuvhurika , mukuru veMaWeekend vakati door rine child lock saka it activates automatically mukapinda vanhu vapfupi mumota😭😭ndakabatikana till today 🤞🤣
Tait_Mutes retweeted
Bumped into Mukuru weMaWeekends kuNeshaz. Ndikati saka chibaba apa makuenda kuStand up mozoti kuHKD Festival zvikanzi
"Ehe chibaba imimi nyama hadzichada ka makutoenda paden"
Nanhasi zviri kundirwadza.
Tait_Mutes retweeted
Success is when your name is debated, defended, recomended, mentioned in good light, in spaces you dont even know exist, by people you have never met, for reasons only they can explain.
Be kind always.
Tait_Mutes retweeted
I remember seeing video raNijo explaining his life story and what went on when he went to Dubai. And looking at where he is today🤝🤞🏽, Brother is a perfect working example kuti kana Mwari vada, vanoshaina newe🤞🏽
Tait_Mutes retweeted
Teacher wedu weHistory atenga Benz and I don’t know why I feel like the achievement is equally ours🤞🏽😅
Tait_Mutes retweeted
Ndiri mu family prayer ndandichida kuti ndibatsireiwo ndisaitwa sedhende ra satan , zvisinei ndakutotsvaga kumwe kweku lodger

























