V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe) profile picture

🛑 🚦⛔

Joined September 2021
Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)Photo by V.I.D Zimbabwe (@VID_Zimbabwe)
Mangwana hapana anobuda ne chitambi. Musauye henyu. #DriveToSurvive #MALZIM #Senegal #Zimbabwe
3
2
Huyai nehuwandu hwenyu nhasi tibatsirane kupedza January disease. I'm begging you please. #DriveToSurvive #ParliamentFire
I've been forced by my boss to write this message against my will: "Happy New Year all drivers and would be drivers" 2022 hatina kuchinja mutemo, kana uchida license unoziva zvekuita. Twenty Twenty Too #DriveToSurvive AFCON
1
Nhasi kuswera ndakagarira vanhu kuti ndivape zvitambi. Kuzoudzwa kuti its a holiday.
1
Kunonzi kunzwa nekuita. Ma chiefs edu anoterera veduwe. #DriveToSurvive Winky D
Apa kunenge kuchinaya, paunoburitsa ruoko kuti upe signal for turning, woridzosa ratota. Watota kudaro wonzi wafoira because wakatadza kuita chivanhu. #DriveToSurvive Winky D Nutty O
Those who are saying Lewis wasn't robbed at #formule1 #abudhabigp visit us tomorrow so that we test your skills. Anyway Congrats Winky D. GOAT #DriveToSurvive
V.I.D Zimbabwe retweeted
Kana uri serious mari yeVID hairwadze kubhadhara 😂😂
14
19
1
198
Good night drivers
Marijuana doesn't actually kill brain cells; a study says it may help regrow them.
The reason why your relationships fail: You're letting people without Driver's License to drive you crazy. #DriveToSurvive #Zimbabwe Nakamba ecocash
1
What is the correct robot sequence. #DriveToSurvive Rihanna World cup Zupco
Dai Manchester United ne Chelsea dzikadyiwa dzese nhasi. #DriveToSurvive Nakamba GOAT
Read your Highway Code regularly. Drive safely. Trends in Zimbabwe #fivemoreyears #NgaagezeHakeMusikana
Unenge wakakura uchinzi usaite zve politics. Wozoona kuti politics dzacho dzri kutoda ne zvako all the way
Mwana wangu awana nzvimbo ye Form 1 SAns
1
It passed road worthiness kwedu iri, ndoriziva
Replying to @_ninety_7
@ZupcoZim bus reverse gear doesn't work @InfoMinZW
With this heat someone is going to faint pa hill start
Buddie zone yangu nhasi iripa 98%. Kune umwe munhu akamboshandisa Buddie zone but na nhasi haana license. Kuomera $200 chete.
Congrats Cara Mutema
The fans have spoken 🗣 Presenting the Class of 2022 ITHF Fan Vote winner! Congratulations, Cara! 🇿🇼 #ITHFVote✅🎾