Pinned Tweet
Being a 2 Minute Noodle Man can be embarassing.
But it's a reality for most men.
Here are some herbs anokubatsira kurova dambarefu.
Shamwari Inzwaka
You're not avoiding intimacy because you've lost interest in your woman.
Wakutya because you no longer trust your erection.
Dzimwe nguva inomira, yobva yangorara
Now every bedroom moment feels like a test you might fail.
Here are some herbs to fix this.
6. Muchenya
Kana une musana wawota, uyu ndowaunoda uyu.
Mudzi wacho unoshandiswa varume vasisanzwe kuda bonde.
Ukaona wakuita bonde Ka1 pamwedzi or paweek unenge wakuda Muchenya.
Zemo rinenge rava kure newe.
1
2
368
Ma rounds akawanda acho ungamagona sei
Iwewe Jacobho wacho achi looser power pa first round.
Kana uri kusangana nema weak and unreliable erections
Try these herbs
1
10
4,128
6. Munharauta
Pane pekuti kungochinja staira chete
Kana kuti kungopfeka condom.
Jacobho akutoshayika mugame.
Unenge wakuda gavi reMunharauta.
Rinobatsira zvekare varume vanokasira kurasa mbeu nyangwe neparomance chaipo
Hurume hwevarume huri panguva yakaoma.
Hwangove mvura, hwatetepa.
Kunzi murume Hurume hwako.
If your sperm is weak, ndonhumbu padzinonetsa kubata.
Ikabata, inobva in the First trimester.
Dambudziko iri rinogadzirisika
8. Fwimba
Kune varume vekutoti, nyangwe zvadii.
They can't produce or ejaculate any sperms.
Masperms anotoramba kubuda zvachose.
Mudzi weFwimba unoatsira kugadzirisa dambudziko iroro.
1
88






