King Zebra263 retweeted
Replying to @MitchellMGumbo
Ukazwa eyiti unopinda UCCZ Bvunza kuti βmunobva Chipinge ngechepari pakhona?β
King Zebra263 retweeted
That Kadoma Festival performance just shows he can go for an hour straight performing bangers only
Tinogona kuvenga hedu Passion Java cz of his manners but mkomana is a Hit Machine. I mean wherever he features panobakaππ Check out this Gore rekungangurwa ft Hulengende very simple but sweetπ₯π₯π₯πͺ β at Harare, Zimbabwe
38
King Zebra263 retweeted
NDADZOKA....HAPANA KANA ZVAMUNONDIITA......GORE RINO MUCHADZIDZA ZVAKAWANDA......
King Zebra263 retweeted
Uptown chicks O level results be like:
Geography - D
Maths - U
History - E
Shona - D
Biology - E
Physics - U
Chemistry - U
Accounts - U
Foods - C
English - A
Madofo anongogona kutaura fluent Englishπ
King Zebra263 retweeted
Munhu akati mai havarohwe anga atoonera kuti mamai anorasa miromo angafa nekurohwa
Hulungende anogona zvake kuimba kungoti zvimwe zvaanoimba hazviimbiki pane vanhu π
#hulungende #Zimbabwe #zimbabweanmusic
47
Igore rekungangurwaaaaaaaaaaaaaa
Uchinge wavhura hombeπππ₯π₯π₯ β at Harare, Zimbabwe
1
2
92
Both Nicolas Jackson and Liam Delap took things personal vs their former chelsea coach Enzo Maresca!ππ β at Harare, Zimbabwe
52
King Zebra263 retweeted
GonΓ§alo Ramos is now 4 games without a goal for AC Milan. To make it worse, 0 shots on target in the last 3 matches
Not sure how Cristiano Ronaldo is holding him back at AC Milan π






















